Kunze Kwadoka

Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi
Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi

Perekedza mwana aha
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza sheri iyo
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi
Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi

Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza baby iro
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Mai vanoti mwana wangu wanga uripi ko
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Mai vanoti mwana wangu wanga unani ko
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza mwana uyu
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Curiosità sulla canzone Kunze Kwadoka di Oliver Mtukudzi

In quali album è stata rilasciata la canzone “Kunze Kwadoka” di Oliver Mtukudzi?
Oliver Mtukudzi ha rilasciato la canzone negli album “Greatest Hits: The Tuku Years” nel 2010 e “Paivepo” nel 2010.

Canzoni più popolari di Oliver Mtukudzi

Altri artisti di Traditional music