Mabasa

Hayiwa hayiwa yiwa
Hoyiwa hayiwa yiwa
Ndozwiwudza ani ko
Kuti kwaita mabasa pano

Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
Ndozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)
Kwaita mabasa kuno
Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)

Misodzi yapera apana vachachema
Zwakurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire)
Iko kubata mawoko akuchina chiremerera
Kwafumuka uko zwichabatsirei ko (kwafumuka)
Awuzi wuchengeri kusara taka rarama varume
Kana kurikungwara uko tichavigwa naniko (nani)

Ah ha ndozwiwudza ani ko
Kuti kwaita mabasa pano

Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
Ndozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)
(kwaita mabasa kuno)
Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)

Misodzi yapera apana vachachema
Zwakurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire)
Iko kubata mawoko akuchina chiremerera
Kwafumuka uko zwichabatsirei ko (kwafumuka)
Awuzi wuchengeri kusara taka rarama varume
Kana kurikungwara isu (tichavigwa naniko)

Achachema mumwe ndiani
Achanyaradza mumwe ndiani
Achabata mawoko mumwe ndiani
(iwe wafirwa neni ndafirwa)

Zwino achachema mumwe ndiani ko
Vakuru we

Firo yavapo makore ano
Kana ndiyo mhedzisiro yenyika

Achachema mumwe ndiyani
Achanyaradza mumwe ndiyani
Achabata mawoko mumwe ndiyani
Nai vakuruwe vakuru we
Ho vakuruwe vakuru we
Inga paita mabasa pano

Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
Ndozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)
Vakuru we (kwaita mabasa kuno)
Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)

Pwere dzotungamira
Mushandi otungamira
Kusare chembere ne harawa

Zwino achaviga mumwe ndiyani
Achabata mawoko mumwe ndiyani
Achachema mumwe ndiyani
Iwe wafirwa neni ndafirwa

Zwino achachema mumwe ndiani ko
Nai vakuruwe bakuru we
Ho vakuruwe vakuru we
Nai vakuruwe vakuru we
Inga paita mabasa pano

Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
Ndozwiwudza ani ko (kufukudzika vakuru we)
Vakuru we (kwaita mabasa kuno)
Ayiwa yiwa yiwa yiwa (kwaita mabasa)

Misodzi yapera apana vachachema
Zwakurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire)
Iko kubata mawoko akuchina chiremerera
Kwafumuka uko zwichayamburei ko (kwafumuka)
Awuzi wuchengeri kusara taka rarama varume
Kana kurikungwara isu tichavigwa naniko (nani)

Ndozwiwudza ani ko
Kuti kwaita mabasa pano

Tumirai mhere kuvakuru kuno kwaita mabasa
Kufukudzika vakuru we
Kwaita mabasa kuno
Kwaita mabasa

Kwaita mabasa
Kwaita mabasa
Kwaita mabasa

Curiosità sulla canzone Mabasa di Oliver Mtukudzi

In quali album è stata rilasciata la canzone “Mabasa” di Oliver Mtukudzi?
Oliver Mtukudzi ha rilasciato la canzone negli album “Tuku Music - Zimbabwe” nel 1999, “Tuku Music” nel 1999, “Greatest Hits: The Tuku Years” nel 2010, e “Collection 1991 - 1997” nel 2010.

Canzoni più popolari di Oliver Mtukudzi

Altri artisti di Traditional music