Kufamba Kwa Paurosi

Killer T, Oskid

[Intro: Killer T & Oskid]
Hoye hera-hera (Oskid Production) hera-hera
Hoye hera-hera

[Chrous]
Hona kwaive kufamba, kwaive kufamba
KwaPaurosi achienda, achienda Damascus
Kwaive kufamba
Kwaive kufamba kwaPaurosi achienda, achienda Damascus
Dzika Maria, dzika Maria
Tinamate haisinguva, haisinguva
Yekutamba nayo
Dzika Maria, dzika Maria
Tinamate haisinguva, haisinguva yekutamba nayo

[Verse 1]
Ndakati huya tiende tinoendawo naPaurosi
Tofamba navo havaizotya
Ndati zita randotya ndiManuwere
Saka mweya yestvina rega ndiende
Ndikati tinoda vanhu vanorurama naPaurosi
Kufamba ndega ini zvangu ndotya
Ndati zita randotya ndiManuwere
Kufamba kwachena rega ndiende

[Chorus]
Hona kwaive kufamba, kwaive kufamba
KwaPaurosi achienda, achienda
Damascus
Kwaive kufamba
Kwaivе kufamba kwaPaurosi achienda, achienda Damascus
Dzika Maria, dzika Maria
Tinamate haisinguva, haisinguva
Yеkutamba nayo
Dzika Maria, dzika Maria
Tinamate haisinguva, haisinguva (yekutamba nayo)

[Verse 2]
Saka huyai Mambo, huyai mambo, huyai Mambo tigoenda
Aiwa kufamba munzira dzinoera
Sango rine zvikara zvinorura
Dzvoko dzvoko asi munoshura
Usandifungidzisa zvegore riya

[Chorus]
Hona kwaive kufamba, kwaive kufamba
KwaPaurosi achienda, achienda
Damascus
Kwaive kufamba
Kwaive kufamba kwaPaurosi achienda, achienda Damascus
Dzika Maria, dzika Maria
Tinamate haisinguva, haisinguva yekutamba nayo
Dzika Maria, dzika Maria
Tinamate haisinguva, haisinguva yekutamba nayo

[Pre-Chorus]
Hoo Jehovah wee, (huya uzosunungura mweya wangu)
Mweya unoera, (huya uzosunungura mweya wangu)
Hoo Jehovah wee, (huya uzosunungura mweya wangu)
Mweya unoera, (huya uzosunungura mweya wangu)
Zvichida ndakatadza ini, (huya uzosunungura mweya wangu)
Mweya unoera, (huya uzosunungura mweya wangu)
Zvichida ndakatadza ini, (huya uzosunungura mweya wangu)
Mweya unoera, (huya uzosunungura mweya wangu)

[Outro]
Hoye era, era, era, era
Hoye era, era, era, era
Hoye era, era

Curiosità sulla canzone Kufamba Kwa Paurosi di Killer T

Quando è stata rilasciata la canzone “Kufamba Kwa Paurosi” di Killer T?
La canzone Kufamba Kwa Paurosi è stata rilasciata nel 2018, nell’album “Mashoko Anopfuura”.
Chi ha composto la canzone “Kufamba Kwa Paurosi” di di Killer T?
La canzone “Kufamba Kwa Paurosi” di di Killer T è stata composta da Killer T, Oskid.

Canzoni più popolari di Killer T

Altri artisti di