Misodzi yangu
[Intro: Killer T & BodySlam Records]
Bodyslam Records
Yomutswa, Hot Property
Ayanaya four
[Verse 1]
Ndichazopemberawo pazvichiita
Kuchema kwangu kwakayanyisa
Vamwe havabatisire, vanokutarisa
Ndichamboshingirira ndichayedza
[Chorus]
Misodzi yangu haibude zvenhando
Mumoyo mangu mune hondo
Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo
Ndichamboshingirira ndichayedza
Misodzi yangu haibude zvenhando
Mumoyo mangu mune hondo
Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo
Ndichamboshingirira ndichayedza
[Verse 2]
Vanamukoma vakaparara
Ndakangosara ndava nherera
Amai vakanditi chisara
Ndichamboshingirira ndichayedza
Ndirimurima ndanzwa nekurasika
Tipei chiyedza pamwe tosvika
Zvakanaka tozvidawo, zvichishayika
Ndichamboshingirira ndichayedza
[Chorus]
Misodzi yangu haibude zvenhando
Mumoyo mangu mune hondo
Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo
Ndichamboshingirira ndichayedza
Misodzi yangu haibude zvenhando
Mumoyo mangu mune hondo
Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo
Ndichamboshingirira ndichayedza
[Verse 3]
Rega ndishingirire zvimwe ndosvika
Simba ramakandipa ndozvisimbisa
Ndichangomirirawo pazvichaita
Ndichamboshingirira ndichayedza
Nyangwe tikada kuchema tinonzwika naani?
Nyangwe pazvinoremera ndinoudza ani?
Ndioneiwo, anoda ndiani?
Ndichamboshingirira ndichayedza
[Chorus]
Misodzi yangu haibude zvenhando
Mumoyo mangu mune hondo
Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo
Ndichamboshingirira ndichayedza
Misodzi yangu haibude zvenhando
Mumoyo mangu mune hondo
Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo
Ndichamboshingirira ndichayedza
[Verse 4]
Vanamukoma vakaparara
Ndakangosara ndava nherera
Amai vakanditi chisara
Ndichamboshingirira ndichayedza
Ndirimurima ndanzwa nekurasika
Tipei chiyedza pamwe tosvika
Zvakanaka tozvidawo, zvichishayika
Ndichamboshingirira ndichayedza
[Chorus]
Misodzi yangu haibude zvenhando
Mumoyo mangu mune hondo
Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwangu
Ndichamboshingirira ndichayedza
Misodzi yangu haibude zvenhando
Mumoyo mangu mune hondo
Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo
Ndichamboshingirira ndichayedza
[Pre-Chorus]
Rega ndishingirire zvimwe ndosvika
Simba ramakandipa ndozvisimbisa
Ndichangomirirawo pazvichaita
Ndichamboshingirira ndichayedza
Nyangwe tikada kuchema tinonzwika naani?
Nyangwe pazvinoremera ndinoudza ani?
Ndioneiwo, anoda ndiani
Ndichamboshingirira ndichayedza
[Chorus]
Misodzi yangu haibude zvenhando
Mumoyo mangu mune hondo
Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo
Ndichamboshingirira ndichayedza
Misodzi yangu haibude zvenhando
Mumoyo mangu mune hondo
Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo
Ndichamboshingirira ndichayedza